Mupiro 24:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Mumwe murume aiva naamai vechiIsiraeri, baba wake ari wechiIjipiti, akaenda mukati mavaIsiraeri akamutsana pamatendhe nomumwe murume aiva nababa naamai vechiIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino mŋanakomana womukadzi muIsraeri, asi ɓaɓa ʋake ʋaiʋa munhu weEgipita, wakafamba pakati paʋana ʋaIsraeri; mŋanakomana womukadzi muIsraeri akarwa nomurume muIsraeri pamisasa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino mwanakomana womukadzi muIsiraeri, asi baba vake vaiva munhu weIjipiti, wakafamba pakati pavana vaIsiraeri, mwanakomana womukadzi muIsiraeri akarwa nomurume muIsiraeri pamisasa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mumwe murume aiva naamai vechiIsiraeri, baba wake ari wechiIjipiti, akaenda mukati mavaIsiraeri akamutsana pamatendhe nomumwe murume aiva nababa naamai vechiIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino mwanakomana wavamwe mai vechiIsraeri uye baba vake vari vechiIjipita, akafamba pakati pavana vaIsraeri, uye mwanakomana womukadzi muIsraeri akarwa nomurume muIsraeri mumusasa. Viz kapitola |