Mupiro 23:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Zuva rechigumi nemashanu remwedzi wakarewo izuva guru raTenzi reChingwa chisina mbiriso. Munofanira kudya chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nezuʋa regumi namashanu romŋedzi iwoyo ndiwo mutambo weɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa; munofanira kudya ciŋgwa cisina‐kuʋiriswa mazuʋa manomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nezuva regumi namashanu romwedzi iwoyo ndiwo mutambo wezvingwa zvisina kuviriswa; munofanira kudya chingwa chisina kuviriswa mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Zuva rechigumi nemashanu remwedzi wakarewo izuva guru raTenzi reChingwa chisina mbiriso. Munofanira kudya chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pazuva regumi namashanu romwedzi iwoyo Mutambo waJehovha weChingwa Chisina Mbiriso unotanga; kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chinobikwa chisina mbiriso. Viz kapitola |