Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 23:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 kuitira kuti zvizvarwa zvenyu zvizive kuti ini ndakagarisa vaIsiraeri mumatumba, pandakavaburitsa munyika yeIjipiti. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndinodaro.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Kuti marudzi enyu aziʋe, kuti ndakagarisa ʋana ʋaIsraeri mumatumba, ŋguʋa yandakaʋaɓuɗisa munyika yeEgipita; ndini Jehova Mŋari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Kuti marudzi enyu azive, kuti ndakagarisa vana vaIsiraeri mumatumba, nguva yandakavabudisa munyika yeIjipiti; ndini Jehovha Mwari wenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 kuitira kuti zvizvarwa zvenyu zvizive kuti ini ndakagarisa vaIsiraeri mumatumba, pandakavaburitsa munyika yeIjipiti. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndinodaro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 kuitira kuti zvizvarwa zvenyu zvigoziva kuti ndakaita kuti vaIsraeri vagare mumatumba pandakavabudisa kubva muIjipiti. Ndini Jehovha Mwari wenyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 23:43

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy