Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 22:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Kana zuva radoka achava munhu akachenurwa, ndopaachazodya zvake zvinhu zvinoera nokuti ndiko kudya kwake ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kana zuʋa raʋira ucaʋa wakanaka; pashure uŋgadya hake ɀinhu ɀitȿene, nokuti ndiɀo ɀokudya ɀake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Kana zuva ravira uchava wakanaka; pashure ungadya hake zvinhu zvitsvene; nokuti ndizvo zvokudya zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kana zuva radoka achava munhu akachenurwa, ndopaachazodya zvake zvinhu zvinoera nokuti ndiko kudya kwake ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Kana zuva rovira, achava akachena, uye mushure maizvozvo angadya zvipiriso zvitsvene, nokuti ndizvo zvokudya zvake.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 22:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy