Mupiro 22:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 ndiniwo ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuti ndive Mwari wenyu. Ndini Tenzi ndinodaro.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 ndakakuɓuɗisai panyika yeEgipita, kuti ndiʋe Mŋari wenyu; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 ndakakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 ndiniwo ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuti ndive Mwari wenyu. Ndini Tenzi ndinodaro.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 uye akakubudisai kubva muIjipiti kuti ndive Mwari wenyu. Ndini Jehovha.” Viz kapitola |