Mupiro 22:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 “Kana kwaberekwa mhuru yemombe kana hwayana kana mbudzana ngaimboregerwa iina amai vayo kwamazuva manomwe, kubvira pazuva rorusere inenge yogamuchirika somupiro unoita zvokupiswa kuna Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana nzombe, kana gwai, kana mbudzi ɀiciɓerekwa, ɀinofanira kugara panamai ʋaɀo mazuʋa manomŋe; kubva pazuʋa rorusere napashure paro ɀiŋgagamucirwa kuti ɀiite cipo cinopisirwa Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Kana nzombe, kana gwai, kana mbudzi zvichiberekwa, zvinofanira kugara pana mai vazvo mazuva manomwe; kubva pazuva rorusere napashure paro zvingagamuchirwa kuti zviite chipo chinopisirwa Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana kwaberekwa mhuru yemombe kana hwayana kana mbudzana ngaimboregerwa iina amai vayo kwamazuva manomwe, kubvira pazuva rorusere inenge yogamuchirika somupiro unoita zvokupiswa kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “Mhuru, kana gwai, kana mbudzi ikaberekwa, inofanira kugara namai vayo kwamazuva manomwe. Kubva pazuva rorusere zvichienda mberi, ichagamuchirwa sechipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto. Viz kapitola |