Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 22:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Kana munhu achipira Tenzi chibayiro chomombe, kana chomupiro wokuwadzana kuna Tenzi kana mune zvimwe zvipfuwo zvemipiro yokuwadzana achiita mupiro wezvaakambotsidza ungave mupiro wechido chake, kuti mupiro iwoyo ugamuchirwe, chibayiro chake chinofanira kuva chakanaka chaizvo, chisina chinoshoreka pachiri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Aninani unoʋuya neciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa kunaJehova, cokupika naco, kana kuti iʋe nhendo yokuɗa kwake, kana ciri ceŋombe kana camakwai, cinofanira kuʋa cakakwana, kuti cigamucirwe; ŋgacirege kuʋa cakaremara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ani naani unouya nechibayiro chezvipiriso zvokuyananisa kuna Jehovha, chokupika nacho, kana kuti ive nhendo yokuda kwake, kana chiri chemombe kana chamakwai, chinofanira kuva chakakwana, kuti chigamuchirwe; ngachirege kuva chakaremara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Kana munhu achipira Tenzi chibayiro chomombe, kana chomupiro wokuwadzana kuna Tenzi kana mune zvimwe zvipfuwo zvemipiro yokuwadzana achiita mupiro wezvaakambotsidza ungave mupiro wechido chake, kuti mupiro iwoyo ugamuchirwe, chibayiro chake chinofanira kuva chakanaka chaizvo, chisina chinoshoreka pachiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Kana munhu akauyisa kubva mudanga remombe kana ramakwai chipiriso chokuwadzana kuna Jehovha achizadzisa kupika kwake kana kuti sechipo chokungopawo, chinofanira kuva chisina kuremara kana chisina gwapa kuti chigamuchirwe.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 22:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy