Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 22:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 “Taurira Aroni navanakomana vake navaIsiraeri vose kuti, ‘Kana mumwe munhu, muIsraeri kana mutorwa agere munyika yeIsiraeri, aunza mupiro wake wokupisa kuna Tenzi, ungave mupiro wezvaakambotsidza kana mupiro wokupa nechido chake unopirwa kuna Tenzi somupiro wokupisa,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Taura naAroni, naʋanakomana ʋake, naʋana ʋaIsraeri ʋose, uti kwaʋari: Aninani weimba yaIsraeri, kana waʋatorwa pakati paʋaIsraeri, unoʋuya necipo cake, kana ciri cemhiko, kana iri nhendo ipi neipi yokuɗa kwaʋo, caʋanoʋuya naco kunaJehova, kuti cipiswe;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Taura naAroni, navanakomana vake, navana vaIsiraeri vose, uti kwavari, ‘Ani naani weimba yaIsiraeri, kana wavatorwa pakati pavaIsiraeri, unouya nechipo chake, kana chiri chemhiko, kana iri nhendo ipi neipi yokuda kwavo, chavanouya nacho kuna Jehovha, kuti chipiswe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 “Taurira Aroni navanakomana vake navaIsiraeri vose kuti, ‘Kana mumwe munhu, muIsraeri kana mutorwa agere munyika yeIsiraeri, aunza mupiro wake wokupisa kuna Tenzi, ungave mupiro wezvaakambotsidza kana mupiro wokupa nechido chake unopirwa kuna Tenzi somupiro wokupisa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 “Taura kuna Aroni navanakomana vake nokuvaIsraeri vose uti kwavari, ‘Kana mumwe wenyu, angava muIsraeri kana mutorwa, anogara muIsraeri, akapa chipo kuti chive chipiriso chinopiswa kuna Jehovha, kungava kuzadzisa mhiko kana kungopawo chipo,

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 22:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy