Mupiro 22:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 “Kana munhu akadya zvinhu zvinoera mukusaziva, ngaaripe chaanenge adya, awedzere pachiri makumi maviri pazana roga roga raanofanira kuripa, ape mupristi zvinhu zvinoera izvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana munhu akadya cinhu citȿene asiŋgaziʋi, ucafanira kuwedzera ceshanu caco kwaciri, kuti adzosere kumuprista cinhu citȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Kana munhu akadya chinhu chitsvene asingazivi, uchafanira kuwedzera cheshanu chacho kwachiri, kuti adzosere kumupristi chinhu chitsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu akadya zvinhu zvinoera mukusaziva, ngaaripe chaanenge adya, awedzere pachiri makumi maviri pazana roga roga raanofanira kuripa, ape mupristi zvinhu zvinoera izvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Kana munhu upi zvake akadya chipiriso chitsvene nokusaziva, anofanira kudzorera kumuprista chipiriso ichi agowedzera chikamu chimwe chete muzvishanu pamusoro. Viz kapitola |