Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 21:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Vachava vanhu vaMwari, vatsvene, havafanire kusvibisa zita raMwari wavo nokuti ndovanopira mupiro inoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi, nechokudya kuna Mwari saka vanofanira kuva vanhu vatsvene.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ʋanofanira kuʋa ʋatȿene kunaMŋari waʋo, ʋarege kumhura zita raMŋari waʋo; nokuti ndiʋo ʋanoʋuya neɀipiriso ɀaJehova ɀinopiswa, ɀokudya ɀaMŋari waʋo; naiɀoɀo ŋgaʋaʋe ʋatȿene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Vanofanira kuva vatsvene kuna Mwari wavo, varege kumhura zita raMwari wavo; nokuti ndivo vanouya nezvipiriso zvaJehovha zvinopiswa, zvokudya zvaMwari wavo; naizvozvo ngavave vatsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Vachava vanhu vaMwari, vatsvene, havafanire kusvibisa zita raMwari wavo nokuti ndovanopira mupiro inoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi, nechokudya kuna Mwari saka vanofanira kuva vanhu vatsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Vanofanira kuva vatsvene kuna Mwari wavo uye havafaniri kumhura zita raMwari wavo. Nokuti vanouyisa kuna Jehovha zvipiriso zvinoitwa nomoto, nezvokudya zvaMwari wavo; naizvozvo vanofanira kuva vatsvene.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 21:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy