Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 21:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 kana hanzvadzi yake mhandara, womumba, asati aroorwa, pamusana pake angazvin'orese zvake.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 kana hanɀadzi yake iciri mhandara, hama yomumba, usina‐kumboʋa nomurume; uŋgaɀiȿiɓisa kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 kana hanzvadzi yake ichiri mhandara, hama yomumba, usina kumbova nomurume; ungazvisvibisa kwaari.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 kana hanzvadzi yake mhandara, womumba, asati aroorwa, pamusana pake angazvin'orese zvake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 kana hanzvadzi yake isina kuroorwa yaanochengeta sezvo asina murume nokuda kwaiyeyu angagona kuzvisvibisa.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 21:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy