Mupiro 21:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi haabvumidzwe kuenda seri kwejira rokudzikatirisa kana kusvika pedyo neatari nokuti ane pakaremara angan'orese nzvimbo dzangu dzinoera. Ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vanhu vatsvene.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi haafaniri kupinda mukati mecidzitiro, kana kusweɗera kuartari nokuti wakaremara; kuti arege kushatsa nɀimbo dzaŋgu tȿene; nokuti ndini Jehova ndinoʋatsaura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Asi haafaniri kupinda mukati mechidzitiro, kana kuswedera kuatari nokuti wakaremara; kuti arege kushatsa nzvimbo dzangu tsvene; nokuti ndini Jehovha ndinovatsaura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi haabvumidzwe kuenda seri kwejira rokudzikatirisa kana kusvika pedyo neatari nokuti ane pakaremara angan'orese nzvimbo dzangu dzinoera. Ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vanhu vatsvene.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 asi nokuda kwourema hwake, haafaniri kusvika pedyo nechidzitiro kana kusvika paaritari, agosvibisa nzvimbo yangu tsvene. Ndini Jehovha ndinovaita vatsvene.’ ” Viz kapitola |