Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 21:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Munhu akadaro anobvumirwa zvake kudya chingwa chaMwari wake chemipiro inoeresesa kana yezvinhu zvinoera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Uŋgadya hake ɀokudya ɀaMŋari wake, ɀitȿene ɀikuru neɀitȿene ɀose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Ungadya hake zvokudya zvaMwari wake, zvitsvene zvikuru nezvitsvene zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Munhu akadaro anobvumirwa zvake kudya chingwa chaMwari wake chemipiro inoeresesa kana yezvinhu zvinoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Angadya hake zvokudya zvitsvene-tsvene zvaMwari wake, pamwe chete nezvokudya zvitsvene;

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 21:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy