Mupiro 21:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Ndinodaro nokuti hakuna munhu ane pakaremara anobvumirwa kupirira vanhu mipiro angave bofu kana mhetamakumbo, kana ane chakaremara pauso kana pamuviri wake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti munhu upi noupi wakaremara ŋgaarege kusweɗera — kana riri ɓofu, kana unokamhina, kana wakaremara paciso, kana unomutezo wakareɓesa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti munhu upi noupi wakaremara ngaarege kuswedera kana riri bofu, kana unokamhina, kana wakaremara pachiso, kana uno mutezo wakarebesa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndinodaro nokuti hakuna munhu ane pakaremara anobvumirwa kupirira vanhu mipiro angave bofu kana mhetamakumbo, kana ane chakaremara pauso kana pamuviri wake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Hapana munhu ano urema hupi zvahwo angaswedera pedyo: hakuna bofu kana anokamhina kana akaremara; Viz kapitola |