Mupiro 21:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 “Taurira Aroni kuti, ‘Pazvizvarwa zvako zvose hapana munhu womhuri yekwako ane pakaremara anobvumirwa kuuya nechokudya kuzopira Mwari.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Taura naAroni, uti: Aninani wakaremara pakati paʋana ʋako pamarudzi aʋo ose, ŋgaarege kusweɗera kuʋuya neɀokudya ɀaMŋari wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Taura naAroni, uti, ‘Ani naani wakaremara pakati pavana vako pamarudzi avo ose, ngaarege kuswedera kuuya nezvokudya zvaMwari wake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Taurira Aroni kuti, ‘Pazvizvarwa zvako zvose hapana munhu womhuri yekwako ane pakaremara anobvumirwa kuuya nechokudya kuzopira Mwari.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Uti kuna Aroni, ‘Kuzvizvarwa zvichatevera hakuna mumwe wezvizvarwa zvako akaremara angaswedera pedyo kuzopa zvokudya zvaMwari wake. Viz kapitola |