Mupiro 21:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Udza vapristi vanakomana vemhuri yokwaAroni kuti, ‘Hapana anofanira kun'oreswa nezvitunha pakati pevekwake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Taura naʋaprista, ʋanakomana ʋaAroni, uti kwaʋari: Muprista ŋgaarege kuɀiȿiɓisa kunaʋakafa pakati porudzi rwake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Taura navapristi, vanakomana vaAroni, uti kwavari, ‘Mupristi ngaarege kuzvisvibisa kuna vakafa pakati porudzi rwake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Udza vapristi vanakomana vemhuri yokwaAroni kuti, ‘Hapana anofanira kun'oreswa nezvitunha pakati pevekwake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jehovha akati kuna Mozisi, “Taura kuvaprista vanakomana vaAroni uti kwavari: ‘Muprista haafaniri kuzvisvibisa, achiitira kunyange ani zvake pakati pavanhu vake vanofa. Viz kapitola |