Mupiro 20:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Kana murume akatorana nomukadzi womukoma kana womunun'una wake atoita chinhu chakan'ora, ashora mukoma kana munun'una wake, vachashaya mbereko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Kana munhu akatora mukadzi womunuŋuna wake, cinhu cinetȿina; wafukura munuŋuna wake; ʋacashaiwa ʋana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Kana munhu akatora mukadzi womun'una wake, chinhu chine tsvina; wafukura mun'una wake; vachashaiwa vana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Kana murume akatorana nomukadzi womukoma kana womunun'una wake atoita chinhu chakan'ora, ashora mukoma kana munun'una wake, vachashaya mbereko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “ ‘Kana murume akawana mukadzi womukoma kana womununʼuna ichi chinhu chisina kunaka, azvidza mukoma kana mununʼuna wake. Vachashaya vana. Viz kapitola |