Mupiro 20:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Murume akaita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe, Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana munhu akaʋata necipfuwo, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; necipfuwo ʋo munofanira kuciʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Kana munhu akavata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurawa; nechipfuwowo munofanira kuchiuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Murume akaita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe, Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “ ‘Kana murume akavata nemhuka anofanira kuurayiwa uye munofanira kuuraya mhuka yacho. Viz kapitola |