Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 20:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Kana murume akatorana nomukadzi achizotoranawo navambuya vake, uipi ihwohwo, iye naivo vanofanira kupiswa nomoto kuti pakati penyu parege kuva nouipi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Kana munhu akatora mukadzi pamŋe cete namai ʋake, ɀakaipa; ʋanofanira kupiswa nomŋoto ʋose, iye naiʋo; kuti kurege kuʋa neɀakaipa pakati penyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Kana munhu akatora mukadzi pamwechete namai vake, zvakaipa; vanofanira kupiswa nomoto vose, iye naivo; kuti kurege kuva nezvakaipa pakati penyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Kana murume akatorana nomukadzi achizotoranawo navambuya vake, uipi ihwohwo, iye naivo vanofanira kupiswa nomoto kuti pakati penyu parege kuva nouipi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “ ‘Kana mumwe akawana mukadzi pamwe chete namai vake, zvakaipa. Vose iye naivo vanofanira kupiswa mumoto kuitira kuti pasawanikwe kuipa pakati penyu.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 20:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy