Mupiro 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Uya nomupiro wembesanwa wakagadzirwa nezvinhu izvozvi kuna Tenzi, uzvipe mupristi auye nazvo kuatari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Unofanira kuʋuya kunaJehova necipiriso coʋupfu cakaitwa neɀinhu iɀi; ŋgacipiwe muprista, iye agociisa paartari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Unofanira kuuya kuna Jehovha nechipiriso choupfu chakaitwa nezvinhu izvi; ngachipiwe mupristi, iye agochiisa paatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Uya nomupiro wembesanwa wakagadzirwa nezvinhu izvozvi kuna Tenzi, uzvipe mupristi auye nazvo kuatari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uuye nechipiriso chezviyo chakaitwa nezvinhu izvi kuna Jehovha, ugochipa kumuprista achachiendesa kuaritari. Viz kapitola |