Mupiro 19:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Ani naani anochidya imhosva yake nokuti anenge an'oresa chinhu chaTenzi chinoera, munhu iyeyo ngaachekwe ukama nevokwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi mumŋe nomumŋe unocidya, ucaʋa nemhoȿa, nokuti wamhura cinhu citȿene caJehova; munhu uyu unofanira kubviswa pakati porudzi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi mumwe nomumwe unochidya, uchava nemhosva, nokuti wamhura chinhu chitsvene chaJehovha; munhu uyu anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ani naani anochidya imhosva yake nokuti anenge an'oresa chinhu chaTenzi chinoera, munhu iyeyo ngaachekwe ukama nevokwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ani naani anozvidya achapiwa mhosva nokuti asvibisa chitsvene kuna Mwari; munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake. Viz kapitola |