Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 19:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Kana chikazodyiwa pazuva retatu kunenge kwava kuita chinhu chakaipa kwazvo, hachizogamuchirwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kana cikatoŋgodyiwa nezuʋa retatu, ɀinonyaŋgadza; hacigamucirwi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Kana chikatongodyiwa nezuva retatu, zvinonyangadza; hachigamuchirwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kana chikazodyiwa pazuva retatu kunenge kwava kuita chinhu chakaipa kwazvo, hachizogamuchirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Kana zvimwe zvacho zvikadyiwa pazuva rechitatu hazvina kuchena uye hazvigamuchirwi.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 19:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy