Mupiro 19:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Zvaunoita kune chizvarwa chomunyika yenyu ndozvamunofanira kuita kune mutorwa. Unofanira kumuda sokuda kwaunozviita iwe pachako nokuti imiwo maiva vatorwa munyika yeIjipiti. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndinodaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Mutorwa ugere nemi ŋgaaʋe kwamuri somunhu wakaɓerekerwa pakati penyu, unofanira kumuɗa seɀaunoɀiɗa iwe, nokuti nemi ʋo makaŋga muri ʋatorwa munyika yeEgipita; ndini Jehova Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Mutorwa ugere nemi ngaave kwamuri somunhu wakaberekerwa pakati penyu, unofanira kumuda sezvaunozvida iwe, nokuti nemiwo makanga muri vatorwa munyika yeIjipiti; ndini Jehovha Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvaunoita kune chizvarwa chomunyika yenyu ndozvamunofanira kuita kune mutorwa. Unofanira kumuda sokuda kwaunozviita iwe pachako nokuti imiwo maiva vatorwa munyika yeIjipiti. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndinodaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Mutorwa anogara nemi anofanira kubatwa sechizvarwa chenyu. Mudei sokuda kwamunozviita imi nokuti maiva vatorwa muIjipiti. Ndini Jehovha Mwari wenyu. Viz kapitola |