Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 19:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 “Usabvisise mwana wako musikana chimiro uchimuita kuti ave pfambi, nyika ingadaro ikapindwa nomweya woufeve, ikazara kuti kabu nouipi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Usaisa mŋanasikana wako, ucimuita cifeʋe; kuti nyika irege kupata, nyika izare neɀakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 “Usaisa mwanasikana wako, uchimuita chifeve; kuti nyika irege kupata, nyika izare nezvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 “Usabvisise mwana wako musikana chimiro uchimuita kuti ave pfambi, nyika ingadaro ikapindwa nomweya woufeve, ikazara kuti kabu nouipi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 “ ‘Usaderedza unhu hwomwanasikana wako nokumuita chifeve nokuti nyika yose ichaita ufeve ikazara nouipi.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 19:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy