Mupiro 19:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Kana mafirwa, musazvichekechekere kana kuzvitaratadzira miviri yenyu izvozvo. Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Musaɀiceka miʋiri yenyu nokuɗa kwaʋakafa, kana kuɀitema nyora; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Musazvicheka miviri yenyu nokuda kwavakafa, kana kuzvitema nyora; ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kana mafirwa, musazvichekechekere kana kuzvitaratadzira miviri yenyu izvozvo. Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “ ‘Musacheka miviri yenyu nokuda kwavakafa kana kuzviisa nyora. Ndini Jehovha. Viz kapitola |