Mupiro 19:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 “Musadye nyama isina kusinzwa. Musaite un'anga hwokududzira mashura kana kubvunza anosvikirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Musadya cinhu cineropa raco; musaita mazaŋgo, kana kutenda mashura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Musadya chinhu chine ropa racho; musaita mazango, kana kutenda mashura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Musadye nyama isina kusinzwa. Musaite un'anga hwokududzira mashura kana kubvunza anosvikirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “ ‘Usadya nyama ipi neipi ichine ropa. “ ‘Usaita zvokushopera kana zvouroyi. Viz kapitola |