Mupiro 19:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 “Pakutonga mhosva tonga usingatsaudzire, usinganyari murombo kana kuremekedza mupfumi, asi unofanira kutonga mhosva nomazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Musaita ɀisakarurama pakutoŋga; usatsaura murombo, kana kukudza unesimba; asi unofanira kutoŋga wokwako nokururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Musaita zvisakarurama pakutonga; usatsaura murombo, kana kukudza une simba; asi unofanira kutonga wokwako nokururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Pakutonga mhosva tonga usingatsaudzire, usinganyari murombo kana kuremekedza mupfumi, asi unofanira kutonga mhosva nomazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “ ‘Usaminamisa kururamisira, usatsaura murombo uchifarira mupfumi, asi tonga muvakidzani wako zvakakodzera. Viz kapitola |