Mupiro 18:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Usatorane nomukadzi wababa wako, kuzvidza baba ikoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Usafukura mukadzi waɓaɓa ʋako; ndiko kufukura ɓaɓa ʋako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Usafukura mukadzi wababa vako; ndiko kufukura baba vako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Usatorane nomukadzi wababa wako, kuzvidza baba ikoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “ ‘Usasangana nomukadzi wababa vako, izvi zvingazvidza baba vako. Viz kapitola |