Mupiro 18:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 “Naizvozvo, chengetai zvandinoreva musambofa zvenyu makaita tsika idzodzi dzakaipa dzikadaro dzaiitwa navanhu vaigaramo imi musati mavemo. Musambozvin'oresa netsika idzodzo. Ini Tenzi, ndini Mwari wenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Naiɀoɀo ceŋgetai ɀandakakurairai, kuti murege kuita tsika idzo dzose dzinonyaŋgadza, dzaiitwa musati maʋa’po, kuti murege kuɀiȿiɓisa naɀo; ndini Jehova Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Naizvozvo chengetai zvandakakurairai, kuti murege kuita tsika idzo dzose dzinonyangadza, dzaiitwa musati mavapo, kuti murege kuzvisvibisa nazvo; ndini Jehovha Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Naizvozvo, chengetai zvandinoreva musambofa zvenyu makaita tsika idzodzi dzakaipa dzikadaro dzaiitwa navanhu vaigaramo imi musati mavemo. Musambozvin'oresa netsika idzodzo. Ini Tenzi, ndini Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Chengetai zvandakakurayirai uye musatevedzera kana imwe yetsika dzinonyangadza dzaiitwa musati mauya, uye musazvisvibisa nadzo. Ndini Jehovha Mwari wenyu.’ ” Viz kapitola |