Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 18:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Ani naani anoita tsika dzakaipa dzikadai achachekwa ukama nevokwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Nokuti aninani unoita cinhu cimŋe caiɀoɀi ɀinonyaŋgadza, ʋanhu ʋanoɀiita ʋacabviswa pakati porudzi rwaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Nokuti ani naani unoita chinhu chimwe chaizvozvi zvinonyangadza, vanhu vanozviita vachabviswa pakati porudzi rwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ani naani anoita tsika dzakaipa dzikadai achachekwa ukama nevokwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 “ ‘Ani naani anoita zvinonyangadza izvi, vanhu vakadaro vanofanira kubviswa kubva pavanhu vokwavo.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 18:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy