Mupiro 18:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 “Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Regai kuɀiȿiɓisa kunecinhu cimŋe caiɀoɀi; nokuti ʋahedeni ʋakaȿiɓiswa neɀinhu iɀi ɀose, iʋo ʋandakadziŋga pamberi penyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Regai kuzvisvibisa kune chinhu chimwe chaizvozvi; nokuti vahedheni vakasvibiswa nezvinhu izvi zvose, ivo vandakadzinga pamberi penyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “ ‘Musazvisvibisa neimwe yenzira idzi nokuti ndudzi dzandichadzinga pamberi penyu dzakazvisvibisa naizvozvo. Viz kapitola |