Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 18:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Usatorane nomudzimai wemukoma kana munun'una wako kuzvidza mukoma kana munun'una wako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Usafukura mukadzi womunuŋuna wako, ndiko kufukurwa kwomŋanakomana wako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Usafukura mukadzi womun'una wako, ndiko kufukurwa kwomwanakomana wako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Usatorane nomudzimai wemukoma kana munun'una wako kuzvidza mukoma kana munun'una wako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 “ ‘Usasangana nomukadzi womukoma kana mununʼuna wako; izvi zvingauyisa kuzvidzwa kwomukoma kana mununʼuna wako.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 18:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy