Mupiro 18:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Usatorane navatete vako, ihama yababa vako yomumba chaiyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Usafukura ʋatete ʋako; ihama yomumba maɓaɓa ʋako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Usafukura vatete vako; ihama yomumba mababa vako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Usatorane navatete vako, ihama yababa vako yomumba chaiyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “ ‘Usasangana nehanzvadzi yababa vako, ihama yababa vako yepedyo. Viz kapitola |