Mupiro 18:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Usatorane nomwana akaberekwa nababa wako nomumwe mukadzi, ihanzvadzi yako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Usafukura mŋanasikana womukadzi waɓaɓa ʋako, wakaɓerekwa naɓaɓa ʋako, ihanɀadzi yako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Usafukura mwanasikana womukadzi wababa vako, wakaberekwa nababa vako, ihanzvadzi yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Usatorane nomwana akaberekwa nababa wako nomumwe mukadzi, ihanzvadzi yako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “ ‘Usasangana nomwanasikana womukadzi wababa vako akaberekwa nababa vako, ihanzvadzi yako. Viz kapitola |