Mupiro 15:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Uvato hwose hunovatwa nomunhu anobudisa izvozvo hunon'ora. Chinhu chose chaanogara chinobva chan'ora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nhoʋo imŋe neimŋe yaanoʋata pamsoro payo icaʋa isina‐kunaka; necinhu cimŋe necimŋe caanogara cicaʋa cisina‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nhoo imwe neimwe yaanovata pamusoro payo ichava isina kunaka; nechinhu chimwe nechimwe chaanogara chichava chisina kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Uvato hwose hunovatwa nomunhu anobudisa izvozvo hunon'ora. Chinhu chose chaanogara chinobva chan'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “ ‘Mubhedha upi zvawo unorarwa nomurume anobuda zvinoerera mumuviri wake uchava usina kuchena, uye chose chaachagara pachiri chichava chisina kuchena. Viz kapitola |