Mupiro 15:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Uyu ndiwo mutemo pamusoro pokun'ora kunokonzerwa nokuzvirotera: kunyange zvinobuda izvozvo zvichibuda kamwechete kana kuramba zvichibuda, zvose zvinongomun'oresa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndiko kusanaka kwokuyerera kwake: Kana muʋiri wake uciɓuɗisa ɀinoyerera, kana muʋiri warega hawo kuɓuɗisa ɀinoyerera, ndiko kusanaka kwokuyerera kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ndiko kusanaka kwokuyerera kwake: Kana muviri wake uchibudisa zvinoyerera, kana muviri warega hawo kubudisa zvinoyerera, ndiko kusanaka kwokuyerera kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Uyu ndiwo mutemo pamusoro pokun'ora kunokonzerwa nokuzvirotera: kunyange zvinobuda izvozvo zvichibuda kamwechete kana kuramba zvichibuda, zvose zvinongomun'oresa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kunyange zvikaramba zvichibuda mumuviri wake kana kuti zvikamira zvichamuita kuti ave asina kuchena. Izvi ndizvo zvinoita kuti kuerera uku kumuite kuti ave asina kuchena. Viz kapitola |