Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 15:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Pazuva rorusere ngaatore njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzichiri duku aende nadzo kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Nomusi worusere unofanira kutora njiʋa mbiri, kana twana tuʋiri twenjiʋa, aʋuye nadzo kumuprista, kumukoʋa wetente rokusoŋgana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Nomusi worusere anofanira kutora njiva mbiri, kana twana tuviri twenjiva, auye nadzo kumupristi, kumukova wetende rokusangana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Pazuva rorusere ngaatore njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzichiri duku aende nadzo kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Pazuva rorusere anofanira kutora njiva mbiri kana hangaiwa mbiri diki agouya nadzo kumuprista pamusuo weTende Rokusangana.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 15:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy