Mupiro 15:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Pazuva rorusere ngaatore njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzichiri duku aende nadzo kuna Tenzi kumusuo wetendhe rokusanganira adzipe mupristi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nomusi worusere unofanira kutora njiʋa mbiri kana twana tuʋiri twenjiʋa, aʋuye pamberi paJehova pamukoʋa wetente rokusoŋgana, ape muprista idzedzo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Nomusi worusere anofanira kutora njiva mbiri kana twana tuviri twenjiva, auye pamberi paJehovha pamukova wetende rokusangana, ape mupristi idzedzo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pazuva rorusere ngaatore njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzichiri duku aende nadzo kuna Tenzi kumusuo wetendhe rokusanganira adzipe mupristi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Pazuva rorusere anofanira kutora njiva mbiri kana hangaiwa diki mbiri agouya nadzo pamberi paJehovha pamusuo weTende Rokusangana agodzipa kumuprista. Viz kapitola |