Mupiro 14:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona48 “Asi kana mupristi akauya kuzoongorora akaona chiundudzi chisina kupararira nemba iya ngaataure pachena kuti haina kun'ora nokuti chiundudzi chose chinenge chapera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Kana muprista akapinda, akatarira, akaʋona kuti hosha haina‐kupararira mumba, kubva pakuʋuyiwa kweimba, muprista unofanira kureʋa kuti imba yakanaka, nokuti hosha yapora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 “Kana mupristi akapinda, akatarira, akaona kuti hosha haina kupararira mumba, kubva pakuuyiwa kweimba, mupristi anofanira kureva kuti imba yakanaka, nokuti hosha yapora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 “Asi kana mupristi akauya kuzoongorora akaona chiundudzi chisina kupararira nemba iya ngaataure pachena kuti haina kun'ora nokuti chiundudzi chose chinenge chapera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 “Asi kana muprista akauya kuzoiongorora, akaona kuti maperembudzi haana kupararira mumba mushure mokunge yadzurwa, achati imba yakachena nokuti maperembudzi aenda. Viz kapitola |