Mupiro 14:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona43 “Kana chiundudzi ichocho chikadzokazve mumba muya makambobviswa mabwe mukaparwa mukadzururwa patsva, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Kana hosha ikadzoka ɀe, ikaɓuɗa muimba iyo, mabge ambobviswa, imba yaparwa nokuʋuyiwa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Kana hosha ikadzokazve, ikabuda muimba iyo, mabwe ambobviswa, imba yaparwa nokuuyiwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 “Kana chiundudzi ichocho chikadzokazve mumba muya makambobviswa mabwe mukaparwa mukadzururwa patsva, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 “Kana chakwindi chikaonekwa zvakare mumba mushure mokunge matombo abviswa imba yaparwa uye yadzurwa, Viz kapitola |