Mupiro 14:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 mupristi ngaati vabvise mabwe ane chiundudzi andokandwa kunze kweguta kunorasirwa marara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 muprista unofanira kuraira kuti ʋabvise mabge anehosha paari, ʋaakandire panɀimbo isina‐kunaka kunze kweguta; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 mupristi anofanira kuraira kuti vabvise mabwe ane hosha paari, vaakandire panzvimbo isina kunaka kunze kweguta; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 mupristi ngaati vabvise mabwe ane chiundudzi andokandwa kunze kweguta kunorasirwa marara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 anofanira kurayira kuti matombo ane utachiona abviswe agorasirwa kunzvimbo isina kuchena kunze kweguta. Viz kapitola |