Mupiro 14:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Uyu ndiwo murao womunhu anenge aine chirwere chamapere asi asingakwanisi kuwana chokuti achenurwe nacho.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ndiwo murairo wehosha yamaperembudzi kumunhu usiŋgagoni kuwana ɀakakwanisira kunatswa kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Ndiwo murayiro wehosha yamaperembudzi kumunhu usingagoni kuwana zvakakwanisira kunatswa kwake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Uyu ndiwo murao womunhu anenge aine chirwere chamapere asi asingakwanisi kuwana chokuti achenurwe nacho.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Iyi ndiyo mirayiro pamusoro pouyo ane chirwere chamaperembudzi uye asingakwanisi kuuya nezvipiriso zvinofanira kupiwa kuti acheneswe. Viz kapitola |