Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Mupristi ngaapire mupiro wokupisa nomupiro wembesanwa paatari. Nokudaro mupristi achamuripira, munhu iyeyo anobva achenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 muprista unofanira kupisa cipiriso cinopiswa, necipiriso coʋupfu pamsoro peartari, kuti muprista amuyananisire, anake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 mupristi anofanira kupisa chipiriso chinopiswa, nechipiriso choupfu pamusoro peatari, kuti mupristi amuyananisire, anake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Mupristi ngaapire mupiro wokupisa nomupiro wembesanwa paatari. Nokudaro mupristi achamuripira, munhu iyeyo anobva achenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 agochipa paaritari pamwe chete nechipiriso chezviyo, agomuyananisira, uye achava akachena.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy