Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Mupristi iyeyo ari kuchenura munhu ngaaise munhu iyeyo nezvinhu izvi pana Tenzi pamusuo wetendhe rokusanganira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino muprista, unomunatsa, unofanira kuisa munhu unoɗa‐kunatswa pamberi paJehova, pamŋe cete neɀinhu iɀi, pamukoʋa wetente rokusoŋgana;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “Zvino mupristi, unomunatsa, anofanira kuisa munhu unoda kunatswa pamberi paJehovha, pamwechete nezvinhu izvi, pamukova wetende rokusangana;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Mupristi iyeyo ari kuchenura munhu ngaaise munhu iyeyo nezvinhu izvi pana Tenzi pamusuo wetendhe rokusanganira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Muprista achazivisa kuti akachena, anofanira kuuya nouya anofanira kucheneswa nezvipiriso zvake pamberi paJehovha pamusuo weTende Rokusangana.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy