Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:59 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

59 “Uyu ndiwoyu murao wezvechiundudzi chinenge chava pahanzu yakarukwa yewuru kana yerineni, kana pane chii zvacho chakagadzirwa nedehwe kuti pagoonekwa kana chiri chakan'ora kana chisina kun'ora.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

59 Ndiwo murairo wehosha yamaperembudzi paŋguʋo yamakushe amakwai, kana yomuceka, kana cinhu cipi necipi ceɗebge, kuti cigonzi cakanaka, kana hacina‐kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

59 “Ndiwo murayiro wehosha yamaperembudzi panguo yamakushe amakwai, kana yomucheka, kana chinhu chipi nechipi chedehwe, kuti chigonzi chakanaka, kana hachina kunaka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

59 “Uyu ndiwoyu murao wezvechiundudzi chinenge chava pahanzu yakarukwa yewuru kana yerineni, kana pane chii zvacho chakagadzirwa nedehwe kuti pagoonekwa kana chiri chakan'ora kana chisina kun'ora.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

59 Iyi ndiyo mirayiro inoenderana nokuzadzwa namaperembudzi kwechipfeko chewuru kana chomucheka, mucheka wakarukwa kana chinhu chose chedehwe kuti zvigoziviswa kuti zvakachena kana kuti hazvina kuchena.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:59

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy