Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

56 “Asi kana mupristi paanochiongorora, akaona chiundudzi ichocho chakambosukwa chabhuruvara ngaabvarure abvise panga paine chiundudzi, pahanzu yakarukwa nerineni kana newuru, kana padehwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

56 Kana muprista akacerekedza, akaʋona kuti hosha yaʋa nani pakusukwa kwayo, unofanira kubvarura ŋguʋo kupabvisa’po, kana paɗebge, kana pakarukwa, kana pakakoshwa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

56 Kana mupristi akacherekedza, akaona kuti hosha yava nani pakusukwa kwayo, anofanira kubvarura nguo kupabvisapo, kana padehwe, kana pakarukwa, kana pakakoswa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

56 “Asi kana mupristi paanochiongorora, akaona chiundudzi ichocho chakambosukwa chabhuruvara ngaabvarure abvise panga paine chiundudzi, pahanzu yakarukwa nerineni kana newuru, kana padehwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

56 Kana muprista akachiongorora, maperembudzi akange aumbuka mushure mokunge chinhu chasukwa, anofanira kubvarura chidimbu chapinda utachiona kubva panguo, kana padehwe kana pamucheka wakarukwa.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:56

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy