Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Pazuva rechinomwe ngaadzokorore kuongorora chiundudzi chiya. Kana mavara echiundudzi chiya apararira nehanzu yakarukwa nerineni kana newuru kana yedehwe kunyange richishandiswa basa rei zvaro, chiundudzi chendambirira chakan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 ɀino unofanira kucerekedza hosha nezuʋa recinomŋe; kana hosha yakanyeŋga paŋguʋo, kana iri yakarukwa, kana yakakoshwa, kana yeɗebge, rineɓasa ripi neripi; hosha iyo ndeyamaperembudzi akaipa kwaɀo; haina‐kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

51 zvino anofanira kucherekedza hosha nezuva rechinomwe; kana hosha yakanyenga panguo, kana iri yakarukwa, kana yakakoswa, kana yedehwe, rine basa ripi neripi; hosha iyo ndeyamaperembudzi akaipa kwazvo; haina kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Pazuva rechinomwe ngaadzokorore kuongorora chiundudzi chiya. Kana mavara echiundudzi chiya apararira nehanzu yakarukwa nerineni kana newuru kana yedehwe kunyange richishandiswa basa rei zvaro, chiundudzi chendambirira chakan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Pazuva rechinomwe anofanira kuchiongorora uye kana maperembudzi apararira muchipfeko kana nguo yakarukwa, zvisinei kuti chinoshandiswei, chirwere chinoparadza chamaperembudzi; chinhu ichocho hachina kuchena.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:51

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy