Mupiro 13:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Pazuva rechinomwe mupristi ngaamuongororezve, mumaonero ake kana akaona kuti chirwere chiya chichiripo hachinawo kupararira neganda rake, mupristi ngaaise murwere iyeyo pake oga kwemamwe mazuva manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 nomusi wecinomŋe muprista unofanira kumucerekedza; kana akaʋona kuti hosha yakaita seyamira, kuti hosha haina‐kunyeŋga paganda, ɀino muprista unofanira kumupfigira mamŋe mazuʋa manomŋe ɀe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 nomusi wechinomwe mupristi anofanira kumucherekedza; kana akaona kuti hosha yakaita seyamira, kuti hosha haina kunyenga paganda, zvino mupristi anofanira kumupfigira mamwe mazuva manomwezve; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pazuva rechinomwe mupristi ngaamuongororezve, mumaonero ake kana akaona kuti chirwere chiya chichiripo hachinawo kupararira neganda rake, mupristi ngaaise murwere iyeyo pake oga kwemamwe mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pazuva rechinomwe muprista anofanira kumuongorora uye akaona kuti chironda hachina kupinduka uye hachina kupararira muganda anofanira kumuchengeta pake oga kwamamwe mazuva manomwe. Viz kapitola |