Mupiro 13:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Asi pakuona kwake kana chisasa chiya chisina kupararira, paine vhudzi dema rakamerapo anobva aziva kuti chisasa ichocho chakapora. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Asi kana iye akaʋona kuti pakafunuka paita sapamira, nemvere nhema dzaɓuɗa’po, pakafunuka papora hapo, wanaka; muprista unofanira kureʋa kuti wakanaka hake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Asi kana iye akaona kuti pakafunuka paita sapamira, nemvere nhema dzabudapo, pakafunuka papora hapo, wakanaka; mupristi anofanira kureva kuti wakanaka hake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Asi pakuona kwake kana chisasa chiya chisina kupararira, paine vhudzi dema rakamerapo anobva aziva kuti chisasa ichocho chakapora. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Zvisinei hazvo, kana zvikaitika kuti sokuona kwake hazvina kupinduka, uye bvudzi dema ramera mazviri, kuvava kwaporeswa, achena uye muprista achazivisa kuti akachena. Viz kapitola |