Mupiro 13:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Kana mupristi akaongorora chisasa ichocho akaona kuti hachina kudzika kupfuura ganda vhudzi repo risina kuserekana, ngaamugarise pake oga kwamazuva manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Kana muprista akacerekedza hosha yakafunuka, akaʋona kuti haina‐kupinda mukati pasi peganda, pasinemvere nhema ipapo, muprista unofanira kupfigira munhu unehosha yokufunuka mazuʋa manomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Kana mupristi akacherekedza hosha yakafunuka, akaona kuti haina kupinda mukati pasi peganda, pasina mvere nhema ipapo, mupristi anofanira kupfigira munhu une hosha yokufunuka mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kana mupristi akaongorora chisasa ichocho akaona kuti hachina kudzika kupfuura ganda vhudzi repo risina kuserekana, ngaamugarise pake oga kwamazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi kana muprista akaongorora ronda iri uye kana risingaratidzi kudzika kudarika ganda uye pasina bvudzi dema pariri, zvino muprista anofanira kuchengeta munhu ane hosha ari oga kwamazuva manomwe. Viz kapitola |